|
Pane mibvunzo inowanza kubvunzwa nevanhu vanokumbira mabhuku.
Tapota, sarudza zvacho zvaunoda kureva, kubva kune zvinotevera.
Kana wakambohodha mabhuku epachena, tapota ingotumidzira mashoko epamusoro pako awakatumidzira pawakambohodha.
Kana kuti kuti watumidzira rimwe zita uye neimwe kero ye email, hatingazokwanisi kuwana nhoroondo yekuhodha kwawakamboita mabhuku, uye zvinenge zvichinetsa kuti tikutumidzire mabhuku.
Zvisinei, kana uchida kuzvigadzirisa, nokuda kwekuti wakanga watumidzira mashoko asiri iwo, ndapota ibva watumidzira mashoko epamusoro pako echokwadi
Kana wakagamuchirwa semushandiri, ndapota iva nechokwadi kuti waita log in, usati wasiya mashoko ako. log in
Imwe nzira yokutaura nesu
Unogonavo kutibata kuburikidza nokutinyorera tsamba nepositi kana kutiridzira nhare.
| Kero yepositi |
 |
John Shin
P.O.Box 18 Yang-Cheon Post Office
Yang-Cheon Gu, Seoul Korea
newlife@bjnewlife.org |
|